Online Bible

- Advertisements -

Numeri 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Chegumi chavaIsiraeri chavanounza kuzopira kuna Tenzi ndachipa kuvaRevhi senhaka yavo ndokusaka ndati havana nyika yenhaka mukati mavaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Nokuti ɀegumi ɀaʋana ʋaIsraeri ɀaʋanopa Jehova, ɀiʋe ɀipiriso ɀinotsaurwa, ndiɀo ɀandakapa ʋaRevi, kuti iʋe nhaka yaʋo; naiɀoɀo ndakati kwaʋari, haʋaŋgaʋi nenhaka pakati paʋana ʋaIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Nokuti zvegumi zvavana vaIsiraeri zvavanopa Jehovha, zvive zvipiriso zvinotsaurwa, ndizvo zvandakapa vaRevhi, kuti ive nhaka yavo; naizvozvo ndakati kwavari, havangavi nenhaka pakati pavana vaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Chegumi chavaIsiraeri chavanounza kuzopira kuna Tenzi ndachipa kuvaRevhi senhaka yavo ndokusaka ndati havana nyika yenhaka mukati mavaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Chegumi chavaIsiraeri chavanounza kuzopira kuna Tenzi ndachipa kuvaRevhi senhaka yavo ndokusaka ndati havana nyika yenhaka mukati mavaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Pachinzvimbo chaizvozvo ndinopa kuvaRevhi nhaka yezvegumi zvinopiwa kuna Jehovha navaIsraeri. Ndokusaka ndakati kwavari: ‘Havangavi nenhaka pakati pavaIsraeri.’ ”

See the chapter Copy

Numeri 18:24

Follow us:

Advertisements

Advertisements