Numeri 18:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Zvose zvinenge zvatemwa chaizvo kuti zvava zvaTenzi ndezvako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀose ɀakayeriswa pakati paIsraeri ɀinofanira kuʋa ɀako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvose zvakayeriswa pakati paIsiraeri zvinofanira kuva zvako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Zvose zvinenge zvatemwa chaizvo kuti zvava zvaTenzi ndezvako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Zvose zvinenge zvatemwa chaizvo kuti zvava zvaTenzi ndezvako. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Zvinhu zvose zvakatsaurirwa Jehovha muIsraeri ndezvako. See the chapter |