Numeri 16:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Ipapo Ereazari mupristi akatora mabisiro omundarira aye evaye vakaurayiwa. Vakaapfura vakagadzira chokukwidibirisa nacho atari See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino muprista Ereazari wakatora haryana dzeɀinonhuwira dzendarira, dzakaŋga dzaʋuyiswa naʋakazopiswa, akadzipambadzira kuti artari ifukidzwe nadzo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Zvino mupristi Ereazari akatora hadyana dzezvinonhuwira dzendarira, dzakanga dzauyiswa navakazopiswa, akadzipambadzira kuti atari ifukidzwe nadzo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Ipapo Ereazari mupristi akatora mabisiro omundarira aye evaye vakaurayiwa. Vakaapfura vakagadzira chokukwidibirisa nacho atari See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Ipapo Ereazari mupristi akatora mabisiro omundarira aye evaye vakaurayiwa. Vakaapfura vakagadzira chokukwidibirisa nacho atari See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Saka Ereazari muprista akaunganidza hadyana dzendarira dzakauya navaya vakanga vapiswa, akaita kuti dzipwanyiwe kuti dzigova chifukidzo chearitari, See the chapter |