Numeri 16:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Tora mabisiro avarume vaya vakatadza vakabva vaurayiwa, uapfure ave mapepa okukwidibirisa paatari nokuti vakauya nawo kuzopira Tenzi, saka ava kuera. Achava mucherechedzo wokuyambira vaIsiraeri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 idzo haryana dzeɀinonhuwira dzaʋanhu aʋo ʋakatadza ʋakaʋurawa, dzipambadzirwe, kufukidza artari nadzo; nokuti ʋakaŋga ʋaʋuya nadzo pamberi paJehova, naiɀoɀo itȿene; cicaʋa ciratidzo kuʋana ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 idzo hadyana dzezvinonhuwira dzavanhu avo vakatadza vakaurawa, dzipambadzirwe, kufukidza atari nadzo; nokuti vakanga vauya nadzo pamberi paJehovha, naizvozvo itsvene; chichava chiratidzo kuvana vaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Tora mabisiro avarume vaya vakatadza vakabva vaurayiwa, uapfure ave mapepa okukwidibirisa paatari nokuti vakauya nawo kuzopira Tenzi, saka ava kuera. Achava mucherechedzo wokuyambira vaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Tora mabisiro avarume vaya vakatadza vakabva vaurayiwa, uapfure ave mapepa okukwidibirisa paatari nokuti vakauya nawo kuzopira Tenzi, saka ava kuera. Achava mucherechedzo wokuyambira vaIsiraeri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 idzo hadyana dzavarume vaye vakatadza vakaurayiwa. Pwanyai hadyana mugoita chifukidziro chearitari nadzo, nokuti dzakauyiswa pamberi paJehovha dzikava tsvene. Ngadzive chiratidzo kuvaIsraeri.” See the chapter |