Numeri 16:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ipapo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa varume vaya vaikwana mazana maviri namakumi mashanu vakanga vauya kuzopira rusenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ipapo mŋoto ukaɓuɗa kunaJehova, ukaparadza ʋarume aʋo ʋaiʋa namazana maʋiri namakumi mashanu, ʋakaŋga ʋacipisira ɀinonhuwira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Ipapo moto ukabuda kuna Jehovha, ukaparadza varume avo vaiva namazana maviri namakumi mashanu, vakanga vachipisira zvinonhuwira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ipapo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa varume vaya vaikwana mazana maviri namakumi mashanu vakanga vauya kuzopira rusenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ipapo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa varume vaya vaikwana mazana maviri namakumi mashanu vakanga vauya kuzopira rusenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Ipapo moto wakabuda uchibva kuna Jehovha ukaparadza varume mazana maviri namakumi mashanu vakanga vachipisira zvinonhuhwira. See the chapter |