Numeri 16:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nyika yakashama muromo wayo, ikavamedza nedzimba dzavo navose vokwaKora nezvinhu zvavo zvose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 nyika ikashamisa muromo wayo, ikaʋamedza, iʋo nemhuri dzaʋo, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari ʋaKora, nenhumbi dzaʋo dzose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 nyika ikashamisa muromo wayo, ikavamedza, ivo nemhuri dzavo, navanhu vose vakanga vari vaKora, nenhumbi dzavo dzose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nyika yakashama muromo wayo, ikavamedza nedzimba dzavo navose vokwaKora nezvinhu zvavo zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Nyika yakashama muromo wayo, ikavamedza nedzimba dzavo navose vokwaKora nezvinhu zvavo zvose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 uye nyika ikashamisa muromo wayo ikavamedza, nenhumbi dzavo navanhu vose vaKora nezvinhu zvavo zvose. See the chapter |