Numeri 16:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Achangopedza kutaura mashoko iwayo pavakanga vamire pakati bamu kutsemuka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakati apedza kutaura mashoko awa ose, pasi paʋo pakatsemuka, See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Zvino akati apedza kutaura mashoko awa ose, pasi pavo pakatsemuka, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Achangopedza kutaura mashoko iwayo pavakanga vamire pakati bamu kutsemuka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Achangopedza kutaura mashoko iwayo pavakanga vamire pakati bamu kutsemuka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Akati achangopedza kutaura zvose izvi, pasi pavo pakatsemuka See the chapter |