Numeri 16:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kora akaunganidza gungano rose ravanhu kumusuo wetendhe rinoera kuzopikisana navo. Ipapo kupenya kwaTenzi kwakaonekwa negungano rose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kora akaʋuŋganidza ʋuŋgano yose pamukoʋa wetente rokusoŋgana; kubginya kwaJehova kukaʋonekwa neʋuŋgano yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Kora akaunganidza ungano yose pamukova wetende rokusangana; kubwinya kwaJehovha kukaonekwa neungano yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kora akaunganidza gungano rose ravanhu kumusuo wetendhe rinoera kuzopikisana navo. Ipapo kupenya kwaTenzi kwakaonekwa negungano rose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kora akaunganidza gungano rose ravanhu kumusuo wetendhe rinoera kuzopikisana navo. Ipapo kupenya kwaTenzi kwakaonekwa negungano rose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kora akati aunganidza vateveri vake vose vaipikisana navo pamukova wokupinda muTende Rokusangana, kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa neungano yose. See the chapter |