Online Bible

- Advertisements -

Numeri 16:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Haunawo kutisvitsa kunyika yakanaka inoerera uchi nomukaka, kana kutipa nhaka yeminda zvayo neyeminda yemigirepisi. Ko unodireiko kubata vanhu kumeso? Hatizi kuuyako.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋuye hauna‐kutiisa munyika inoyerera mukaka noʋuci, kana kutipe‐nhaka yeminda neyeminda yemizambiriŋga; ɀino unoɗa kutumbura meso aʋanhu aʋa here? Hatiɗi kukwira’ko.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Uye hauna kutiisa munyika inoyerera mukaka nouchi, kana kutipa nhaka yeminda neyeminda yemizambiringa; zvino unoda kutumbura meso avanhu ava here? Hatidi kukwirako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Haunawo kutisvitsa kunyika yakanaka inoerera uchi nomukaka, kana kutipa nhaka yeminda zvayo neyeminda yemigirepisi. Ko unodireiko kubata vanhu kumeso? Hatizi kuuyako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Haunawo kutisvitsa kunyika yakanaka inoerera uchi nomukaka, kana kutipa nhaka yeminda zvayo neyeminda yemigirepisi. Ko unodireiko kubata vanhu kumeso? Hatizi kuuyako.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Pamusoro pezvo, hamuna kutisvitsa kunyika inoyerera mukaka nouchi kana kutipa nhaka yeminda neminda yemizambiringa. Muchada kutumbura meso avanhu ava here? Haiwa, isu hatiuyiko!”

See the chapter Copy

Numeri 16:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements