Online Bible

- Advertisements -

Numeri 15:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 pamwechete newaini inokwana rita nechikamu charo chapakati napakati. Kunhuhwirira kwemipiro iyoyi kunofadza Tenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 unofanira kupa ʋo cetatu cehini yewaini, ciʋe cipiriso cinoɗururwa, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 unofanira kupawo chetatu chehini yewaini, chive chipiriso chinodururwa, chive chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 pamwechete newaini inokwana rita nechikamu charo chapakati napakati. Kunhuhwirira kwemipiro iyoyi kunofadza Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 pamwechete newaini inokwana rita nechikamu charo chapakati napakati. Kunhuhwirira kwemipiro iyoyi kunofadza Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 uye nechikamu chimwe chete kubva muzvitatu chehini yewaini chive chipiriso chokunwa. Muchipe sechinonhuhwira chinofadza kuna Jehovha.

See the chapter Copy

Numeri 15:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements