Numeri 15:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Asi ani naani anotadza maune kunyange ari chizvarwa cheIsiraeri kana mutorwa, ashora Tenzi ngaachekaniswe ukama novokwake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi munhu unoita cinhu nokuɀikudza, kana ari munhu wakaɓerekerwa munyika, kana ari mutorwa, iye unomhura Jehova; munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Asi munhu anoita chinhu nokuzvikudza, kana ari munhu akaberekerwa munyika, kana ari mutorwa, iye anomhura Jehovha; munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Asi ani naani anotadza maune kunyange ari chizvarwa cheIsiraeri kana mutorwa, ashora Tenzi ngaachekaniswe ukama novokwake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Asi ani naani anotadza maune kunyange ari chizvarwa cheIsiraeri kana mutorwa, ashora Tenzi ngaachekaniswe ukama novokwake, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “ ‘Asi ani naani anotadza nokuzvikudza, angava akaberekwa muIsraeri kana mutorwa, anomhura Jehovha, munhu uyo anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake. See the chapter |