Numeri 15:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mhuri yose yeIsiraeri navatorwa vagere navo vacharegererwa nokuti munhu wose akanga arimo mukuvhiya katiyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri icakaŋganwirwa, nomutorwa ugere pakati paʋo; nokuti ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋaɀiita haʋo nokusaziʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo ungano yose yavana vaIsiraeri ichakanganwirwa, nomutorwa agere pakati pavo; nokuti vanhu vose vakanga vazviita havo nokusaziva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mhuri yose yeIsiraeri navatorwa vagere navo vacharegererwa nokuti munhu wose akanga arimo mukuvhiya katiyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mhuri yose yeIsiraeri navatorwa vagere navo vacharegererwa nokuti munhu wose akanga arimo mukuvhiya katiyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ungano yose yavaIsraeri navatorwa vagere pakati pavo vachakanganwirwa, nokuti vanhu vose vakatadza vasingazivi. See the chapter |