Numeri 15:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀose ɀamakarairwa naJehova nomuromo waMosesi, kubva pazuʋa rakataŋga kuraira Jehova, kuȿikira kumarudzi enyu ose, See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 zvose zvamakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, kubva pazuva rakatanga kuraira Jehovha, kusvikira kumarudzi enyu ose, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 zvose zvazvo zvakatemwa naTenzi zvamakaudzwa naMosesi, kubvira pazuva rakapiwa mutemo naTenzi pazvizvarwa zvenyu zvose zvichauya, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 zvipi zvazvo zvakarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi, kubva nezuva razvakapiwa naJehovha uye zvichienda mberi kusvikira kuzvizvarwa zvinotevera, See the chapter |