Numeri 15:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chizvarwa choga choga cheIsiraeri, ngachiite saizvozvo pakupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋose ʋanoɓerekerwa munyika yenyu ʋanofanira kuita iɀoɀo nenzira iyi, kana ʋaciʋuya necipiriso cinopiswa, cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Vose vanoberekerwa munyika yenyu vanofanira kuita izvozvo nenzira iyi, kana vachiuya nechipiriso chinopiswa, chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chizvarwa choga choga cheIsiraeri, ngachiite saizvozvo pakupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chizvarwa choga choga cheIsiraeri, ngachiite saizvozvo pakupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Munhu wose anoberekwa munyika yenyu, anofanira kuita zvinhu izvi nenzira iyi paanenge achiuya nechipiriso chinoitwa nomoto, chive chinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha. See the chapter |