Numeri 15:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ŋgaɀiitwe saiɀoɀo panzombe imŋe neimŋe, kana gondobge rimŋe nerimŋe, kana gwaiana rimŋe nerimŋe, kana mbudzana imŋe neimŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Ngazviitwe saizvozvo panzombe imwe neimwe, kana gondohwe rimwe nerimwe, kana gwayana rimwe nerimwe, kana mbudzana imwe neimwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Hando imwe neimwe kana gondobwe, gwayana rimwe nerimwe kana mbudzana, zvinofanira kugadzirwa nenzira iyoyi. See the chapter |