Numeri 14:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Mosesi akati: Munoɗarikireiko murairo waJehova, nokuti mucaʋona nhamo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Mosesi akati, “Munodarikireiko murayiro waJehovha, nokuti muchaona nhamo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Asi Mozisi akati kwavari, “Sei musingateereri kurayira kwaJehovha? Izvi hazvibudiriri! See the chapter |