Numeri 14:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakafumomuka vakaenda kumusoro kunyika yamakomo vachiti, “Asi zvatava pano kudai ngatichiendai kunzvimbo yatakapikirwa naTenzi nokuti takatadzira Mwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 ʋakafumira maŋgwanani, ʋakakwira kumusoro wegomo, ʋakati: Tarirai, tiri pano heɗu, ticandokwira kwatakarairwa naJehova, nokuti tatadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 vakafumira mangwanani, vakakwira kumusoro wegomo, vakati, “Tarirai, tiri pano hedu, tichandokwira kwatakarairwa naJehovha, nokuti tatadza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakafumomuka vakaenda kumusoro kunyika yamakomo vachiti, “Asi zvatava pano kudai ngatichiendai kunzvimbo yatakapikirwa naTenzi nokuti takatadzira Mwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vakafumomuka vakaenda kumusoro kunyika yamakomo vachiti, “Asi zvatava pano kudai ngatichiendai kunzvimbo yatakapikirwa naTenzi nokuti takatadzira Mwari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Mangwana acho mangwanani, vakakwidza vakananga kumusoro kunyika yamakomo marefu. Vakati, “Takatadza hedu. Tichakwidza tiende kunyika yatakavimbiswa naJehovha.” See the chapter |