Online Bible

- Advertisements -

Numeri 14:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Mosesi akataurira vaIsiraeri vose mashoko iwayo vakabva vachema zvikuru.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Ɀino Mosesi wakaʋudza ʋana ʋaIsraeri mashoko iwaya ose; ʋanhu ʋakacema kwaɀo,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Zvino Mosesi wakaudza vana vaIsiraeri mashoko iwaya ose; vanhu vakachema kwazvo;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Mosesi akataurira vaIsiraeri vose mashoko iwayo vakabva vachema zvikuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Mosesi akataurira vaIsiraeri vose mashoko iwayo vakabva vachema zvikuru.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Mozisi akati azivisa izvi kuvaIsraeri vose, vakachema zvikuru.

See the chapter Copy

Numeri 14:39

Follow us:

Advertisements

Advertisements