Numeri 14:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi vana venyu vamati vachaitwa kanyama kanyama, ndivo vandichasvitsa ikoko. Vachaziva nyika yamakaramba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi ʋana ʋenyu ʋamakati ʋacatapxa, ndiʋo ʋandicapinza; iʋo ʋacaziʋa nyika yamakaramba imi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Asi vana venyu vamakati vachatapwa, ndivo vandichapinza; ivo vachaziva nyika yamakaramba imi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi vana venyu vamati vachaitwa kanyama kanyama, ndivo vandichasvitsa ikoko. Vachaziva nyika yamakaramba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Asi vana venyu vamati vachaitwa kanyama kanyama, ndivo vandichasvitsa ikoko. Vachaziva nyika yamakaramba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi kana vari vana venyu vamakati vachatapwa, ndichavapinza kuti vafare munyika yamaramba imi. See the chapter |