Numeri 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀirokwaɀo, haʋaŋgaʋoni nyika yandakapikira madziɓaɓa aʋo; hakunomumŋe waʋakandiɀidza ucaiʋona, See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 zvirokwazvo, havangaoni nyika yandakapikira madzibaba avo; hakuna mumwe wavakandizvidza achaiona, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 hakuna mumwe wavo achazoona nyika yandakavimbisa madzitateguru avo nemhiko. Hakuna kana mumwe akandizvidza achazofa akaona nyika yandakavimbisa madzitateguru avo nemhiko. Hakuna kana mumwe akandizvidza achazofa akaiona. See the chapter |