Numeri 14:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akateterera Tenzi achiti, “VaIjipiti vachazvinzwa nokuti imi makabvisa vanhu ava nesimba renyu vachibva mukati mavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mosesi akati kunaJehova: ƲaEgipita ʋacaɀinzwa, nokuti makaɓuɗisa ʋanhu aʋa pakati paʋo nesimba renyu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Mosesi akati kuna Jehovha, “VaIjipiti vachazvinzwa, nokuti makabudisa vanhu ava pakati pavo nesimba renyu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Mosesi akateterera Tenzi achiti, “VaIjipiti vachazvinzwa nokuti imi makabvisa vanhu ava nesimba renyu vachibva mukati mavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi Mosesi akateterera Tenzi achiti, “VaIjipiti vachazvinzwa nokuti imi makabvisa vanhu ava nesimba renyu vachibva mukati mavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mozisi akati kuna Jehovha, “Ipapo vaIjipita vachanzwa pamusoro pazvo! Kuti makabudisa vanhu ava kubva pakati pavo nesimba renyu. See the chapter |