Numeri 14:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndichavarakatisa nedenda ndigovaita kuti vave vanhu vasingakodzere kuwana nhaka. Ndigokuita iwe rudzi rukuru rune simba guru kupfuura ivo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndicaʋaroʋa neɗenda, nokuʋatorera nhaka yaʋo, ndikuite iwe rudzi runoʋakunda iʋo noʋukuru nesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Ndichavarova nedenda, nokuvatorera nhaka yavo, ndikuite iwe rudzi runovakunda ivo noukuru nesimba.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndichavarakatisa nedenda ndigovaita kuti vave vanhu vasingakodzere kuwana nhaka. Ndigokuita iwe rudzi rukuru rune simba guru kupfuura ivo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndichavarakatisa nedenda ndigovaita kuti vave vanhu vasingakodzere kuwana nhaka. Ndigokuita iwe rudzi rukuru rune simba guru kupfuura ivo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndichavarova nedenda ndigovaparadza, asi iwe ndichakuita rudzi rukuru kwazvo uye rwakasimba kukunda ivo.” See the chapter |