Numeri 14:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi mhomho yose yavaIsiraeri yakada kuvatema namabwe. Pakarepo vaIsiraeri vose vakaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kutendhe rinoera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi ʋuŋgano yose yakati ʋatakwe namabge. Ipapo kubginya kwaJehova kwakaʋonekwa mutente rokusoŋgana naʋana ʋaIsraeri ʋose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Asi ungano yose yakati vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa mutende rokusangana navana vaIsiraeri vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi mhomho yose yavaIsiraeri yakada kuvatema namabwe. Pakarepo vaIsiraeri vose vakaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kutendhe rinoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi mhomho yose yavaIsiraeri yakada kuvatema namabwe. Pakarepo vaIsiraeri vose vakaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kutendhe rinoera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi ungano yose yakataura nezvokuti vatakwe namabwe. Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakaonekwa paTende Rokusangana navaIsraeri vose. See the chapter |