Numeri 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Naiɀoɀo ʋakakwira ʋakandoshorenyika, ʋacibva murenje reZini, kuȿikira Rehobi, paʋanopinda Hamati. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Naizvozvo vakakwira vakandosora nyika, vachibva murenje reZini, kusvikira Rehobhu, pavanopinda Hamati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Naizvozvo vakakwidza vakandosora nyika kubva kurenje reZini kusvikira kuRehobhi, kwakanangana neRebho Hamati. See the chapter |