Numeri 13:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Ongororai ivhu reko kuti rakanaka here kana kuti rakaipa, kuti kune miti here kana kuti hakuna. Itai chivindi muuye nemichero yomunyikamo.” Yakanga yava nguva yokutanga kuibva kwamagirepisi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 nevu, kuti rakaɗiniko, kana rakaʋorera kana risinakuʋorera, kana panemiti kana pasinemiti; tsuŋgai mŋoyo, mugoʋuya neɀiɓereko ɀenyika iyo. Ɀino yaiʋa ŋguʋa yokutaŋga kuibva kwamazambiriŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 nevhu, kuti rakadiniko, kana rakaorera kana risina kuorera, kana pane miti kana pasina miti; tsungai mwoyo, mugouya nezvibereko zvenyika iyo.” Zvino yaiva nguva yokutanga kuibva kwamazambiringa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Ongororai ivhu reko kuti rakanaka here kana kuti rakaipa, kuti kune miti here kana kuti hakuna. Itai chivindi muuye nemichero yomunyikamo.” Yakanga yava nguva yokutanga kuibva kwamagirepisi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Ongororai ivhu reko kuti rakanaka here kana kuti rakaipa, kuti kune miti here kana kuti hakuna. Itai chivindi muuye nemichero yomunyikamo.” Yakanga yava nguva yokutanga kuibva kwamagirepisi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ko, ivhu racho rakadini? Rakaorera here kana kuti kwete? Mune miti here kana kuti hamuna? Muedze kwazvo kuti muuye nezvimwe zvezvibereko zvenyika iyo.” (Yakanga iri nguva yokutanga kuibva kwamazambiringa). See the chapter |