Online Bible

- Advertisements -

Numeri 13:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 mundoʋone‐nyika, kuti yakaɗiniko, naʋanhu ʋagere’mo, kana ʋanesimba, kana ʋasina, kana ʋari ʋashoma, kana ʋari ʋazhinji;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Mundoona kuti nyika yakadini uye kuti vanhu vanogarako vakasimba here kana kuti havana, vashoma here kana kuti vazhinji.

See the chapter Copy

Numeri 13:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements