Numeri 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mudzinza rokwaNafutari, makatorwa Nahibhi mwana waVhofusi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋokurudzi rwaNaftari, Nabi, mŋanakomana waVofsi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Vokurudzi rwaNafutari, Nabhi, mwanakomana vaVhofusi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mudzinza rokwaNafutari, makatorwa Nahibhi mwana waVhofusi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mudzinza rokwaNafutari, makatorwa Nahibhi mwana waVhofusi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 kubva kurudzi rwaNafutari, Nabhi mwanakomana waVhofisi; See the chapter |