Online Bible

- Advertisements -

Numeri 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Muranda waŋgu Mosesi haana‐kuɗaro; wakatendeka paimba yaŋgu yose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Muranda wangu Mosesi haana kudaro; akatendeka paimba yangu yose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi hazvina kudaro kuna Mozisi muranda wangu; iye akatendeka muimba yangu yose.

See the chapter Copy

Numeri 12:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements