Numeri 12:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naizvozvo Miriamu akanzi agare kunze kwamatendhe kwemazuva manomwe. VaIsiraeri havana kutama ipapo kusvikira Miriamu adzokera mumatendhe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ipapo Miriami akaɓuɗiswa kunze kwemisasa mazuʋa manomŋe, ʋanhu ʋakasafamba, kuȿikira Miriami adzoswa ɀe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Ipapo Miriami akabudiswa kunze kwemisasa mazuva manomwe, vanhu vakasafamba, kusvikira Miriami adzoswazve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Naizvozvo Miriamu akanzi agare kunze kwamatendhe kwemazuva manomwe. VaIsiraeri havana kutama ipapo kusvikira Miriamu adzokera mumatendhe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Naizvozvo Miriamu akanzi agare kunze kwamatendhe kwemazuva manomwe. VaIsiraeri havana kutama ipapo kusvikira Miriamu adzokera mumatendhe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Saka Miriamu akabudiswa kunze kwomusasa kwamazuva manomwe, uye vanhu havana kupfuurira mberi kusvikira adzoswa. See the chapter |