Online Bible

- Advertisements -




Numeri 12:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Gore rakanga rakafukidza tendhe iroro rakasimuka. Miriamu akava nechirwere chamapere akachena samazaya echando. Aroni akatarisa Miriamu wanei ava nechirwere chamapere.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Gore rikabva pamsoro petente rokusoŋgana, ʋonei Miriami waʋa namaperembudzi, akacena secando; Aroni akatarira Miriami, ʋonei waʋa namaperembudzi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Gore rikabva pamusoro petende rokusangana, onei Miriami ava namaperembudzi, akachena sechando; Aroni akatarira Miriami, onei ava namaperembudzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Gore rakanga rakafukidza tendhe iroro rakasimuka. Miriamu akava nechirwere chamapere akachena samazaya echando. Aroni akatarisa Miriamu wanei ava nechirwere chamapere.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Gore rakanga rakafukidza tendhe iroro rakasimuka. Miriamu akava nechirwere chamapere akachena samazaya echando. Aroni akatarisa Miriamu wanei ava nechirwere chamapere.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Gore rakati rabva pamusoro peTende, onei Miriamu amirepo ava namaperembudzi, akachena sechando. Aroni akatendeukira kwaari akaona kuti akanga ava namaperembudzi.

See the chapter Copy




Numeri 12:10

Follow us:

Advertisements


Advertisements