Numeri 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Miriamu naAroni vakatsoropodza Mosesi pamusana pomukadzi waakanga aroora, nokuti akanga aroora mukadzi wechiKushi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Miriami naAroni ʋakapopotera Mosesi nokuɗa kwomukadzi waiʋa muKushi, waakaŋga awana; nokuti wakaŋga awana mukadzi waiʋa muKushi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Miriami naAroni vakapopotera Mosesi nokuda kwomukadzi aiva muKushi, aakanga awana; nokuti akanga awana mukadzi aiva muKushi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Miriamu naAroni vakatsoropodza Mosesi pamusana pomukadzi waakanga aroora, nokuti akanga aroora mukadzi wechiKushi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Miriamu naAroni vakatsoropodza Mosesi pamusana pomukadzi waakanga aroora, nokuti akanga aroora mukadzi wechiKushi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Miriamu naAroni vakatanga kupopotera Mozisi nokuda kwomukadzi wake aiva muEtiopia, nokuti akanga awana muEtiopia. See the chapter |