Numeri 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu vaienda muruvanze vachindonongera mana. Vaiikuya, kana kuidzvura, voifashaidza mupoto vozoibika chingwa chainaka sechingwa chakabikwa chakakanywa namafuta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋanhu ʋaipararira kundoinoŋga, ʋakaikuya pamakuyo, kana kuiswa mumaturi, nokuiɓika muhari, nokuita ɀiŋgwa ɀiɗuku nayo; kana yodyiwa yakaita seɀiŋgwa ɀakaɓikwa namafuta. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vanhu vaipararira kundoinonga, vakaikuya pamakuyo, kana kuitswa mumaturi, nokuibika muhari, nokuita zvingwa zviduku nayo; kana yodyiwa yakaita sezvingwa zvakabikwa namafuta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu vaienda muruvanze vachindonongera mana. Vaiikuya, kana kuidzvura, voifashaidza mupoto vozoibika chingwa chainaka sechingwa chakabikwa chakakanywa namafuta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanhu vaienda muruvanze vachindonongera mana. Vaiikuya, kana kuidzvura, voifashaidza mupoto vozoibika chingwa chainaka sechingwa chakabikwa chakakanywa namafuta. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vaiibika muhari kana kuita makeke. Uye yainaka kunge chinhu chakabikwa namafuta omuorivhi. See the chapter |