Numeri 11:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakatumidzwa zita rokuti Makuvaovukukara nokuti pakavigwa vanhu vaikara nyama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Naiɀoɀo nɀimbo iyo yakatumidzwa Kibroti‐hataʋa, nokuti ndipo paʋakaʋiga ʋanhu ʋakaŋga ʋafa nenhomba yenyama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Naizvozvo nzvimbo iyo yakatumidzwa Kibhuroti‐hatava, nokuti ndipo pavakaviga vanhu vakanga vafa nenhomba yenyama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakatumidzwa zita rokuti Makuvaovukukara nokuti pakavigwa vanhu vaikara nyama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakatumidzwa zita rokuti Makuvaovukukara nokuti pakavigwa vanhu vaikara nyama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Naizvozvo nzvimbo iyo yakatumidzwa kunzi Kibhuroti Hataavha, nokuti vakaviga vanhu vakanga vakarira zvimwewo zvokudya. See the chapter |