Numeri 11:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi nyama vachinayo mukanwa isati yapera Tenzi akavavirukira nehasha akavarova nedenda rakaipa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Nyama yakaŋga iciri pakati pameno aʋo, isati yatseŋgwa, kutsamŋa kwaJehova kukamukira ʋanhu, Jehova akaroʋa ʋanhu nehosha yakaipa kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Nyama yakanga ichiri pakati pameno avo, isati yatsengwa, kutsamwa kwaJehovha kukamukira vanhu, Jehovha akarova vanhu nehosha yakaipa kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi nyama vachinayo mukanwa isati yapera Tenzi akavavirukira nehasha akavarova nedenda rakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi nyama vachinayo mukanwa isati yapera Tenzi akavavirukira nehasha akavarova nedenda rakaipa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Asi nyama ichiri pakati pamazino avo uye isati yatsengwa, kutsamwa kwaJehovha kwakapfuta pamusoro pavanhu, akavarova nehosha yakaipisisa. See the chapter |