Numeri 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Tenzi ndokuti, “Ko kune chii chingatadze kuitwa nesimba rangu? Zvino muchaona kuti zvandataura zvinoitika here kana kuti kwete.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Ko ruʋoko rwaJehova rwakafupiswa here? Ucaʋona hako ɀino kana shoko raŋgu riciitika kana risiŋgaitiki. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ko ruoko rwaJehovha rwakafupiswa here? Uchaona hako zvino kana shoko rangu richiitika kana risingaitiki.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Tenzi ndokuti, “Ko kune chii chingatadze kuitwa nesimba rangu? Zvino muchaona kuti zvandataura zvinoitika here kana kuti kwete.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Tenzi ndokuti, “Ko kune chii chingatadze kuitwa nesimba rangu? Zvino muchaona kuti zvandataura zvinoitika here kana kuti kwete.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Jehovha akapindura Mozisi achiti, “Ko, ruoko rwaJehovha rwakapfupiswa here? Zvino uchaona kuti zvandinoreva zvichaitika here kana kuti kwete.” See the chapter |