Online Bible

- Advertisements -

Numeri 11:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mosesi ndokuti kuna Tenzi, “Ini ndiri kutungamirira mazana matanhatu ezviuru zvavanhu. Ndovamungati imi mungavape nyama yavanokwana kudya mwedzi wose?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino Mosesi akati: Ʋanhu aʋa, ʋandiri pakati paʋo, ʋanofamba namakumbo, ʋanoȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu, ɀino moti: Ndicaʋape‐nyama, ʋaidye mŋedzi wose!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino Mosesi akati, “Vanhu ava, vandiri pakati pavo, vanofamba namakumbo, vanosvika zviuru zvina mazana matanhatu, zvino moti: Ndichavapa nyama, vaidye mwedzi wose!

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mosesi ndokuti kuna Tenzi, “Ini ndiri kutungamirira mazana matanhatu ezviuru zvavanhu. Ndovamungati imi mungavape nyama yavanokwana kudya mwedzi wose?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mosesi ndokuti kuna Tenzi, “Ini ndiri kutungamirira mazana matanhatu ezviuru zvavanhu. Ndovamungati imi mungavape nyama yavanokwana kudya mwedzi wose?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Asi Mozisi akati, “Hezvi ndiri pakati pavanhu mazana matanhatu ezviuru vanofamba netsoka, zvino imi munoti, ‘Ini ndichavapa nyama kuti vadye kwomwedzi wose!’

See the chapter Copy

Numeri 11:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements