Numeri 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hamuzoidya kwezuva rimwechete, kana maviri kana mashanu, kana gumi, kunyange makumi maviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Hamuŋgadyi zuʋa rimŋe, kana mazuʋa maʋiri, kana mazuʋa mashanu, kana mazuʋa anegumi, kana mazuʋa anamakumi maʋiri; See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Hamungadyi zuva rimwe, kana mazuva maviri, kana mazuva mashanu, kana mazuva ane gumi, kana mazuva ana makumi maviri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hamuzoidya kwezuva rimwechete, kana maviri kana mashanu, kana gumi, kunyange makumi maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Hamuzoidya kwezuva rimwechete, kana maviri kana mashanu, kana gumi, kunyange makumi maviri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Hamungaidyi kwezuva rimwe chete, kana mazuva maviri kana mashanu, gumi kana makumi maviri, See the chapter |