Online Bible

- Advertisements -

Numeri 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kana mukaramba muchiti ndidaro, ndinzwireiwo tsitsi mundiuraye zvenyu kuti ndirege kuramba ndakatsunga imi muchindirwadzisa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kana muciɗa kundiitira saiɀoɀo, cindiʋurayai henyu kamŋe, kana ndanzwirwa nyasha nemi; ndirege haŋgu kuʋona ʋurombo bgaŋgu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Kana muchida kundiitira saizvozvo, chindiurayai henyu kamwe, kana ndanzwirwa nyasha nemi; ndirege hangu kuona urombo hwangu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kana mukaramba muchiti ndidaro, ndinzwireiwo tsitsi mundiuraye zvenyu kuti ndirege kuramba ndakatsunga imi muchindirwadzisa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kana mukaramba muchiti ndidaro, ndinzwireiwo tsitsi mundiuraye zvenyu kuti ndirege kuramba ndakatsunga imi muchindirwadzisa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Kana muchida kundiitira saizvozvo, ndiurayei henyu iye zvino, kana ndawana hangu nyasha pamberi penyu, uye musandirega ndichiona kuparara kwangu.”

See the chapter Copy

Numeri 11:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements