Numeri 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi kana ʋuŋgano icifanira kuʋuŋganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Asi kana ungano ichifanira kuunganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kuti ungano iungane, muridze hwamanda, asi kwete namaridziro mamwe chetewo. See the chapter |