Numeri 10:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mosesi akataura naHobhabhi mwanakomana waReueri, vatezvara vake vorudzi rwavaMidhiani achiti, “Zvino tava kuzopinda murwendo rwokuenda kunyika yatakanzi naTenzi tichazopiwa. Mwari akatsidzira vaIsiraeri kuti vachabudirira. Saka handei tose. Tichazokupaiwo pfuma yatichawana taveko.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino Mosesi akati kunaHobabi, mŋanakomana waReueri, muMidiani, mukarabga waMosesi: Toenda kunɀimbo iyo yakanzi naJehova, ndicakupai iyo; endai nesu, tigokuitirai ɀakanaka, nokuti Jehova wakataura ɀakanaka pamsoro paʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Zvino Mosesi akati kuna Hobhabhu, mwanakomana waReueri, muMidhiani, mukarahwa waMosesi, “Toenda kunzvimbo iyo yakanzi naJehovha, ndichakupai iyo; endai nesu, tigokuitirai zvakanaka, nokuti Jehovha akataura zvakanaka pamusoro pavaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mosesi akataura naHobhabhi mwanakomana waReueri, vatezvara vake vorudzi rwavaMidhiani achiti, “Zvino tava kuzopinda murwendo rwokuenda kunyika yatakanzi naTenzi tichazopiwa. Mwari akatsidzira vaIsiraeri kuti vachabudirira. Saka handei tose. Tichazokupaiwo pfuma yatichawana taveko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mosesi akataura naHobhabhi mwanakomana waReueri, vatezvara vake vorudzi rwavaMidhiani achiti, “Zvino tava kuzopinda murwendo rwokuenda kunyika yatakanzi naTenzi tichazopiwa. Mwari akatsidzira vaIsiraeri kuti vachabudirira. Saka handei tose. Tichazokupaiwo pfuma yatichawana taveko.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Zvino Mozisi akati kuna Hobhabhi mwanakomana waReueri muMidhiani, tezvara waMozisi, “Tava kuenda kunzvimbo yatakanzi naJehovha, ‘Ndichakupai imi.’ Handei tose tigokuitirai zvakanaka, nokuti Jehovha avimbisa zvinhu zvakanaka kuna Israeri.” See the chapter |