Numeri 10:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaNaftari rakaŋga ricirairwa naAhira, mŋanakomana waEnani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Boka rorudzi rwavana vaNafutari rakanga richirairwa naAhira, mwanakomana waEnani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Dzinza rokwaNafutari raitungamirirwa naAhira mwanakomana waEnani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 uye Ahira mwanakomana waEnani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaNafutari. See the chapter |