Numeri 10:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaAsheri rakaŋga ricirairwa naPagieri, mŋanakomana waOkrani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Boka rorudzi rwavana vaAsheri rakanga richirairwa naPagieri, mwanakomana waOkirani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Pagieri mwanakomana waOkirani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaAsheri; See the chapter |