Numeri 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vaiteverwa nevanhu vedzinza rokwaRubheni vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErizuru mwanakomana waShedheuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino mureza weɓoka raRubeni wakasimuka namapoka aʋo; ɓoka rake rakaŋga ricirairwa naErizuri, mŋanakomana waShedeuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino mureza weboka raRubheni wakasimuka namapoka avo; boka rake rakanga richirairwa naErizuri, mwanakomana waShedheuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vaiteverwa nevanhu vedzinza rokwaRubheni vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErizuru mwanakomana waShedheuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vaiteverwa nevanhu vedzinza rokwaRubheni vari mumapoka avo. Vaitungamirirwa naErizuru mwanakomana waShedheuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mapoka omusasa waRubheni akatevera, vari pasi pomureza wavo. Erizuri mwanakomana waShedheuri ndiye akanga achivatungamirira. See the chapter |