Numeri 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakataŋga kufamba seɀaʋakarairwa naJehova nomuromo waMosesi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Vakatanga kufamba sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu vakatangisa kufamba sokuudzwa kwakanga kwaitwa Mosesi naTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nguva ino, kwokutanga, vakafamba sezvavakanga varayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi. See the chapter |