Numeri 1:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vakaverengwa mudzinza raNafutari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaNaftari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀitatu namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaNafutari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvitatu namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Vakaverengwa mudzinza raNafutari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Vakaverengwa mudzinza raNafutari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaNafutari vaisvika zviuru makumi mashanu nezvitatu, namazana mana. See the chapter |