Numeri 1:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaDani, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matanhatu namazana manomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaDhani, vakasvika zviuru zvina makumi matanhatu namazana manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Vakaverengwa mudzinza raDhani vose vaisvika makumi matanhatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana manomwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaDhani vaisvika zviuru makumi matanhatu nezviviri, namazana manomwe. See the chapter |