Numeri 1:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaEfraimi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaEfuremu, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaEfuremu vaisvika zviuru makumi mana, namazana mashanu. See the chapter |