Numeri 1:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vakaverengwa mudzinza raJudha vose vaisvika makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina namazana matanhatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaJuda, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀinna namazana matanhatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaJudha, vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvina namazana matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vakaverengwa mudzinza raJudha vose vaisvika makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina namazana matanhatu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vakaverengwa mudzinza raJudha vose vaisvika makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina namazana matanhatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaJudha vaisvika zviuru makumi manomwe nezvina, namazana matanhatu. See the chapter |