Numeri 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vakaverengwa mudzinza raGadhi vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu namazana matanhatu ana makumi mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaGadi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaGadhi, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vakaverengwa mudzinza raGadhi vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu namazana matanhatu ana makumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vakaverengwa mudzinza raGadhi vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu namazana matanhatu ana makumi mashanu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaGadhi vaisvika zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu namakumi mashanu. See the chapter |