Numeri 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaRubeni ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaRubheni vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaRubheni vaiva zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu. See the chapter |